Hatina hurongwa hwekutengesa Maswanhise uye tichazama kumuchengeta, anodaro murairidzi we Motherwell

Murairidzi wechikwata cheMothewell, chinotambirwa naTawanda Maswanhise, Jens Berthel Askou, anoti havana hurongwa hwekunge vachitengesa mutambi uyu kunyangwe zvazvo ari kudiwa nezvikwata zvakawanda munyika yeScotland. Maswanhise, uyo anotambira chikwata chenyika chemaWarriors uye aine makore makumi maviri nematatu ekuberekwa, ari kutamba zvakanaka chose mwaka uno, mushure mekunge anwisa zvibodzwa gumi nesere mimakundano ese kuScotland. Ndiye mutambi akwanisa…

Read More